Home LOCAL NEWS Woman finds daughter ontop of hubby, reveals she is 4-months pregnant

Woman finds daughter ontop of hubby, reveals she is 4-months pregnant

We all know social media sometimes ids used for having fun and sharing wonderful things with the rest of the world right? but it can also be a platform to share our troubles as well no matter what the world may think of the issue.

Below is a touching story of a woman who found her daughter having s.e.x with her stepfather. Read the details below, the story has since gone viral on social media…

Sorry salo nda poster ne mistake ndiri mukadzi ane 36 uye ndine mwana wangu 1 ndoitwa (mai shanel) shanel ane 20yrs baba vake vakashayaika kubva zvafa baba vake ndakatambura kuti ndigone kuraramisa mwana wangu ndakatombosvika pakurara muma park hupenyu hwarema asi handina kufunga kurasa mwana wangu ndakazo nhongwa wo nemumwe munhu anove akanditora na shanny akatichengeta ndichimushandira ayiva mukadzi zvaive zvakaoma asi ndotenda mwari taive nepekurara mukufamba kwenguva ndakazoitawo boyfriend yangu takava serious ndakazonororwa ndokugamuchirwa nemwana wangu.

Ndakachata zvese shanny was happy hupenyu hwakatanga kufaya asi nhumbu handina kubata until today ndiri munhu anoswera achi hustler kunze kuti ndisamirira dunk kubva kumurume mwana wangu hapana chanoshuvira kuve nacho ma course ndakamuitisa hobho.

shany na hubby vaiwirirana handina kuzviisa musoro nekuti hapana chandaifungira nezuro sunday ndakaenda ku church shany akati arikunzwa musoro huby akati arikuenda kubasa zvisinei ndakasvika ku church ndokunzwa ndichizarirwa ndobva ndadzokera kumba veduww ndakasvika shany aripamusoro pa hubby vachiitira s.e.x pa sofa veduwe handina simba shany urimo muno mu group mwanangu.

Ndavaona handina kukwanisa kutaura anything hubby akanditi uri ngomwa hausi kundiitira mwana at least mwana wako shis preg yangu veduwe ndiri kuchema ndatadza kuzvigamuchira.shany chaakakwanisa kundiudzawo ndechekuti hauzvare iwe ndakaenda ku n’anga kuti usazvare nekuti ndaida ku share murume newe😭😭shany why mwanangu izvozvi murume arongedza ma bag angu anditi buda ndakuda kugara ne mwana wako shany ndiye nyakubetedza murume wedu ku packer izvozvi ndanzi kusvika na 2 mofanira kunge mabuda handina simba kana rekurwisana navo hanzi shis 4 month preg veduwe ndarwadziwa shany mhosva yangu ndeyei ndakakutadzira chii wakatadza kutsvaga wako here murume mwanangu chii chandaisakuitira mwanangu kusvika pakundivenga zvekuti waka dzvura moyo wangu kundibaya kudaro.😭😭😭

Source | MbareTimes

Trending On ZIMetro News. . .

Jay Isreal to expose Prophet Makandiwa this Friday

It’s time for the truth to be revealed, I know many of you still believe in this charlatan (Emmanuel Makandiwa) but this Friday will open your eyes. You are going to hear heartbreaking testimonials of people who have fallen victim of different forms...learn more