Home LOCAL NEWS SMALL HOUSE/VAROYI GROUP MESSAGES LEAKED

SMALL HOUSE/VAROYI GROUP MESSAGES LEAKED

SMALL HOUSE/VAROYI GROUP MESSAGES LEAKED

SMALL HOUSE/VAROYI GROUP MESSAGES LEAKEDPlease note that ZiMetro News does not edit WhatsApp updates. We publish them as sent by our readers and we do not disclose the sender’s telephone number.

SMALL HOUSE/VAROYI GROUP MESSAGES LEAKED

[09/02, 10:53] ‪+263 78 591 3019‬: Strictly small houzes only asvotwa ngaabaye hatidi maconflicts kana urimaiguru ukada kuoma musoro get out tirikuda acho amunoti mahure asi asiri muno pliz abaiwa ngaaende
[09/02, 11:13] ‪+263 77 285 8127‬: Ini ndanzwa nekutukwa namaiguru pamatexts even paupp yemurume.hameno KT ndokuti ndisamude murume wavo.manje ndobva ndatowedzera kumuda.handimupindure ndoita serema
[09/02, 12:23] ‪+263 77 330 2901‬: Musote nembashto
[09/02, 12:23] ‪+263 77 285 8127‬: Unenge uchiziva kwekuenda
[09/02, 12:24] ‪+263 78 591 3019‬: Ehe ngaaite zvembinjiri kana asingade ncooo 2 years adzisi dzektambazve
[09/02, 12:24] ‪+263 77 330 2901‬: Kana zvaipa unotsvaga because ka delay delay could be maiguru vanombozunza bhurugwa
[09/02, 12:26] ‪+263 77 285 8127‬: Hanzi wangu ari mumaoko angu.ende zveshuwa anotomutya.
[09/02, 12:27] ‪+263 78 591 3019‬: 😳paritricky ini wangu aimbove nekakutya bt nw ndamudzikamisa
[09/02, 12:27] ‪+263 77 285 8127‬: Apo maiguru vanohura.kutopinza chikomba Mumbai.BT kuti asimudzewo musoro murume kna.asi ini KT nditaurewo nababa vevana chaivo inoita nyaya
.
[09/02, 12:28] ‪+263 78 591 3019‬: Yes anotaura but ini me not interested to b married naye takanyanya kusiyana ndoda kungodya Mari nekuitorwa lyf iribho
[09/02, 12:30] ‪+263 77 285 8127‬: Wangu mari haichabudi.BT akandipa capital.ndakuitawo zvekuzvitsvagira mari yangu.wangu muhombe ende ane mari
[09/02, 12:31] ‪+263 77 285 8127‬: Isu tane 4 yrs
[09/02, 12:33] ‪+263 78 591 3019‬: Eh aitya maimwana zvno ini Ndni uyaka asina kukwana ndotoita zvechifinhu bt now aachatye akunditeerera ndkati nhasi ukurara kuno anongorara hembe dzimwe dzake ndavenadzo .kadhi kana ndangorida ndosara naro ende maiguru vanoribata kana dady varipo vachiswiper grocery n futy kazhinji vanotonzi nyorai list ndikuigirei then inini ndini ndozotenga musavaregerere varume ava simudzaiwo musoro munotya imwe mhata kuty zvidini
[09/02, 12:34] ‪+263 77 285 8127‬: BT handidi kunyepa hangu akandisimudzira.ende ndoita zvekuhodha beer.rinouya for free zvese.saks
[09/02, 12:35] ‪+263 78 591 3019‬: Kushishto iwe zvotoda kurwsa ini unoziva mafest daes ndchiloherwa taionana 3-4 daes a week futy zvekutobira iwe ndaitya bt nw chakaherereka
[09/02, 12:37] ‪+263 77 253 7653‬: Ummm wangu cash iritii bt haibudi zvekudaro ndovadii baba ava askana
[09/02, 12:37] ‪+263 77 285 8127‬: Tiudzewo INI ndiri kutodawo kuvasota
[09/02, 12:37] ‪+263 78 591 3019‬: Kun’Naga or maprofet emadzibaba
[09/02, 12:38] ‪+263 78 591 3019‬: I iiih sory henyu asikana shuwa kana ini zvaimboitika ndaingowana yerent nefood bt yekutobatawo ndaiishaya bt nw zvachinja
[09/02, 12:40] ‪+263 77 253 7653‬: Wakadii shaa wangu anobhadhara rent nefood chete mari haibude
[09/02, 12:40] ‪+263 78 591 3019‬: Kkkkkkk haya vangu she is steady but vangwara mazuvano vanotozama matekiteki but anotonzvenga
[09/02, 12:41] ‪+263 78 591 3019‬: Kunevamwe ambuya ndakashandisa 70 pakutanga
[09/02, 12:42] ‪+263 77 285 8127‬: Vachigona havoka
[09/02, 12:43] ‪+263 78 591 3019‬: Yah vanoketa
[09/02, 12:43] ‪+263 77 285 8127‬: Mari inotsvagwa
[09/02, 12:43] ‪+263 78 591 3019‬: Unogona kutora mvura yawageza nayo kunyiso womubikira nayo
[09/02, 12:45] ‪+27 61 184 6019‬: Ichishandei
[09/02, 12:47] ‪+263 78 591 3019‬: Ukaona vonetsa dady ndovanenge vachitadza kupa discipline maiguru vanorohwa
[09/02, 12:51] ‪+263 78 591 3019‬: Haurowe inoiita kuty dady vadzikame vakude vanzwe kuda kugara newe vasakusshaya
[09/02, 12:52] ‪+263 78 247 3158‬: Kkkk hazvidi hope ini dakutosota chi blesser chngu chitotame chiuye kwangu kox gulez vane dzungu
[09/02, 12:54] ‪+27 62 016 7282‬: Ko dzedzi ndikavabikira ndodya here or vanofanh kudy vega cz ane system yekut huya tidy tese
[09/02, 12:55] ‪+263 78 591 3019‬: Idyai mese ndozviribooo

Honaiwo Grp revaroi iri,imi varume dzidzai kuzvibata mahure enyu haasi kuraramna mumba achienda kun’anga nxaa

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.