Home LOCAL NEWS LADY BUYS $6000 RTGS WORTH GOODS PAYS $1RTGS, NOW ON THE RUN

LADY BUYS $6000 RTGS WORTH GOODS PAYS $1RTGS, NOW ON THE RUN

LADY BUYS $6000 RTGS WORTH GOODS PAYS $1RTGS, NOW ON THE RUN

A lady with an Ecocash number under the name Faith Mutiwebunyu is on the run after having duped a till operator. There is a lady akauya kushop nezuro akatenga zvinhu zve 6600rtgs.

Akaita eco cash ye1 rtgs

Till operator akamuti masend $1 rtgs .

Akashandisa eco cash number yakanzi Faith mutiwebunyu

0788848402.

Akambobuda mushop ndokudzoka after 10 minutes.

Ave nemessage yaeditor yave netotal amount yakakwana.

Till operator haana Kuona message kumerchant yebasa akanzi don’t worry ichapinda kwako.

Aka trust this lady akamupa grocery. Akaenda

Ave kuda kuclose akazondidaidza akatsanangura nyaya yake

I told her kuti watobirwa

Moment paatumira 1rtgs akabuda mushop aeditor eco cash message akakuratidza.

So ndakaenda pacamera ndikanocheck zvakaita

And checked kuface book this lady anonzi Bridget mutiwebunyu