Home Celebs Its Over – Seh Calaz dumps wife on social media

Its Over – Seh Calaz dumps wife on social media

Its Over - Seh Calaz dumps wife on social media

Seh Calaz has officially called it quits after Moira Knight ‘wife’ went berserk and posted their marriage problems on social media.

In a recent post, Seh Calaz said:

Ndangandakambonyarara nguva yese inoyi but handingarambe ndakahwanda murunyararo zvamunoziva mese MUSHA MUKADZI uye
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA. Handikwanise kuti zvazvandivavira🌶️ nhasi ndotanga kutaura zvakaipa pamusoro pe mudzimai saka ndiregerereiwo ipapo asi chandinokwanisa kutaura ndechekuti kubva ikezvinozvi tichienda mberi wangu musha naMoira hapasisina. Zvenguva ino ndokumbirawo hama ne Shamwari ne press mumbondipawo space handisini wekutanga kana wekupedzisira kusangana ne dambudziko iri. Semunhu ane vana handingataure zvakawanda pajekerere. To all my Fans,Friends and Family who feel like I’ve let them down I humbly apologise Im Sorry I’m human tooo🙏
#iwillbebackstronger#welcomesinglelife#

Moira had plastered the social media streets with their dirty laundry.

Also Read: THINGS YOU MIGHT NOT KNOW ABOUT GINIMBI

Genius Kadungure aka Ginimbi was a popular Zimbabwean socialite and businessman.

He was also the founder and Chief Executive Officer of a gas company, Pioneer Gases which has interests in Botswana, South Africa, and Zimbabwe. He was also the owner of Dreams Nightlife Club...read more